Chiremerera
Jah Prayzah
Iwe neni, tose tiri vatadzi
Kungoti rangu zita ndiro riri pamhene
Rangu zita rinovanakidza kurireva
Neanoritaura wacho inga ane twake
Rangu zita rinovanakidza kurireva
Neanoritaura wacho inga ane twake
Ho-oh-oh-oh
Hauoni zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu
Hauoni zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu
Nekuti unoda kundibvisa (chiremerera)
Ndakagara pandakagadzikwa (chiremerera)
Handina kubvuta ndakasarudzwa (chiremerera)
Ndine zodzo, ndine mhondoro (chiremerera)
Ndikakumura nyembe ndakamura (chiremerera)
Vane nyota ndiri tsime (chiremerera)
Ndiri tsime saka mundipe (chiremerera)
Haungamise kubuda kwezuva (chiremerera)
Haungamise kunaya kwemvura (chiremerera)
Chiro, chiro (chiremerera)
Chiro chimwe pazita rangu chi- (chiremerera)
Chiro, chiro (chiremerera)
Chiro chimwe pazita rangu chi- (chiremerera)
Chiro, chiro (chiremerera)
Chiro chimwe pazita rangu chi- (chiremerera)
Chiro, chiro! (Chiremerera)
Chiro chimwe pazita rangu chi-
Haube nyasha nengoni
Ndiripo kuda kwechikonzero
Zvikoni zvikoni munyengeri, haumbotenga huchenjeri
Haube nyasha nengoni
Ndiripo kuda kwechikonzero
Zvikoni zvikoni munyengeri
Chandinoresva ndicho chinogara pamiromo yenyu
Chandinonatsa munochikanganwa imi sengano
Chandinoresva ndicho chinogara pamiromo yenyu
Unongoona katanda kari muziso rangu
Nekuti unoda kundibvisa



Comentarios
Envía preguntas, explicaciones y curiosidades sobre la letra
Forma parte de esta comunidad
Haz preguntas sobre idiomas, interactúa con más fans de Jah Prayzah y explora más allá de las letras.
Conoce a Letras AcademyRevisa nuestra guía de uso para hacer comentarios.
¿Enviar a la central de preguntas?
Tus preguntas podrán ser contestadas por profesores y alumnos de la plataforma.
Comprende mejor con esta clase: