Traducción generada automáticamente
Mukwasha
Jah Prayzah
Son-in-law
Mukwasha
He eeh, he eehHe eeh, he eeh
Take the hoeKumura ngowani
Bow down with one kneePfugama nebvi rimwe chete
You will hit the ground son-in-lawWotorova gusvu mukwasha
His sky is roaringDenga riye rikatinhira
We want seeds and plowsTirikuda mbeu neanorima
You will see how to dance son-in-lawWotoona yekutamba mukwasha
Aaah he surprises me with his behaviorAaah wondimutsa nemutupo
Stay and know that it's thereGara wangoziva kuti ndozviripo
If it's difficult, my child, hold on son-in-lawKana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha
You will buy a cow, you will slaughter, you will skinUchatenga mombe uchabaya uchavhiya
You will plant corn, you will shell peanutsUchapura nyemba uchadzura nzungu dziya
But father says they want wheelbarrowsEnde baba vati vanoda madhorofiya
You will run in the forest son-in-lawWotomhanya musango mukwasha
Where I hid from the rainPane andibira pombi yemvura
When my umbrella brokeKana zondo rangu randanga ndabvura
Everyone says ask son-in-lawVanhu vese vati bvunzai mukwasha
Among all the people who are therePakati pevanhu vese varipo
Who will support us in the airNdiani watigarira kumhepo
That's what they say ask son-in-lawZvakungonzi bvunzai mukwasha
I hear wanting to hit someoneNdirikunzwa kuda kurova munhu
I hear wanting to hold someoneNdirikunzwa kuda kubata munhu
Let me not hit you son-in-lawRega ndimbokurova mukwasha
What I saw and experiencedZvandapfuura nekudhamu
I was given a guavaInga ndakubatirai gwaya
When I took my headNdikamora mukoko wangu
A head without seedsHuchi husina mazana
What I saw and experiencedZvandapfuura nekudhamu
I was given a guavaInga ndakubatirai gwaya
When I took my headNdikamora mukoko wangu
A head without seedsHuchi husina mazana
Its cherry, its cherry, oh, it gave me a child's lollipopCherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
Even if I get angry, I make Malema's threatsNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Its cherry, its cherry, oh, it gave me a child's lollipopCherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
Even if I get angry, I make Malema's threatsNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Son-in-law, that roosterMukwasha jongwe iro
You will run with it until the sun setsMuchamhanya naro kusvikira maribata
Grandparents want a saga of the pastMadzimbuya voda saga remagaka
Changamire says they want a son-in-lawChangamire vati vanoda hari mukwasha
This is a wedding that binds loveZino rakaora muchando rinobanda
I have no money to pay you back, son-in-lawHandina mari yekudzurisa kani kani mukwasha
If you were scared early by another healerVakatemwa nyora kare neimwe n’anga
My ancestors are angry, they want to fightVatezvara vangu nharo vanodzikaka
Let's lead the cow, let's farm son-in-lawTungamira mombe tirime mukwasha
Let's go, walk with a limp (let's go, walk with a limp)Asambeni famba nendima (asambeni famba nendima)
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Close the door and show us the son-in-lawTsemura danda uratidze ukwasha
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's hold the plow, let's farm son-in-lawTibatire foro tirime mukwasha
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
To open the door means son-in-lawKutakura danda ndokuti mukwasha
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
Let's go, walk with a limpAsambeni famba nendima
What I saw and experiencedZvandapfuura nekudhamu
I was given a guavaInga ndakubatirai gwaya
When I took my headNdikamora mukoko wangu
A head without seedsHuchi husina mazana
What I saw and experiencedZvandapfuura nekudhamu
I was given a guavaInga ndakubatirai gwaya
When I took my headNdikamora mukoko wangu
A head without seedsHuchi husina mazana
Its cherry, its cherry, oh, it gave me a child's lollipopCherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
Even if I get angry, I make Malema's threatsNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
Its cherry, its cherry, oh, it gave me a child's lollipopCherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana
Even if I get angry, I make Malema's threatsNyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema
In the heart, in the heartPamoyo pamoyo
That's where you meet on the path of loveNdipo paugere munzira yerudo
We will walk togetherTichafamba nemo nemo
The pain of my heart, you are the one who comforts meZorozo remoyo wangu ndiwe unogaramo
The roots of love are sent by a person who is wiseMadzoro yerudo anotumwa munhu nyeere
He cut the tree and it fell (he cut the tree and it fell)Akatema muonde akadenha (akatema muonde akadenha)
It's good, the pot is good (it's good, the pot is good)Zvakanaka chihombe zvakanaka (zvakanaka chihombe zvakana)
It's good, the pot is goodZvakanaka chihombe zvakana



Comentarios
Envía preguntas, explicaciones y curiosidades sobre la letra
Forma parte de esta comunidad
Haz preguntas sobre idiomas, interactúa con más fans de Jah Prayzah y explora más allá de las letras.
Conoce a Letras AcademyRevisa nuestra guía de uso para hacer comentarios.
¿Enviar a la central de preguntas?
Tus preguntas podrán ser contestadas por profesores y alumnos de la plataforma.
Comprende mejor con esta clase: