Tonight
Jah Prayzah
Variko vanokonzera mvonga mupopoto
Hameno vanokonzera pamuromo
Anenge abaiwa hameno ikoko
Vatsvaga vatadza varonga dondo
Tanzvenga majita tapinda mudondo
DJ Tamuka, touch it, touch it
Anoramba achingokwenya marimba ndiani
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more

Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)

Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)

Sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
Sarura chikomana, ko inga maruva akasikwa aya
Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara
Ukabuda pachena, watondingonera
Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
Ukabuda pachena watondigonera
Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera
Ko ndiani aenda nemari
Anoramba achigokwenya marimba ndiani
Anoramba achigokwenya marimba ndiani
Tanga takadhakiwa mukona (takadhakiwa)
Mari yangu yakapera sei (takadhakiwa)
Tanga takadhakiwa mudiwa (takadhakiwa)
Saka wakanditsotsa sei (takadhakiwa)
Ko ndiani aenda nemari
Akaramba achigokwenya marimba ndiani
Ndiani aenda nemari
Aka Ramba achigokwenya marimba ndiani
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Tonight, kutamba kwedu junga junga
Tonight, we gonna make you dance some more
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance)
Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more)
Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa)

Comentarios
Envía preguntas, explicaciones y curiosidades sobre la letra
Forma parte de esta comunidad
Haz preguntas sobre idiomas, interactúa con más fans de Jah Prayzah y explora más allá de las letras.
Conoce a Letras AcademyRevisa nuestra guía de uso para hacer comentarios.
¿Enviar a la central de preguntas?
Tus preguntas podrán ser contestadas por profesores y alumnos de la plataforma.
Comprende mejor con esta clase: